Kilamani - Rokwe Ramadodzi [Official Video] HD
Kilamani - Rokwe Ramadodzi [Official Video] Produced By AullyKay Directed By Bhule Choto Available on all digital platforms: https://distrokid.com/hyperfollow/kilamani/rokwe-ramadodzi Lyrics Chindiregai ndirere Kana dzirihope musandipeputse Dzimwe nguva ndikakutarisa ka Ndinoona mai vangu paumire Ndikakuyevawo ndinoona vari vangu paumire Maimwana ko kuzoti pasmart Murivakuru vekubata bhavhu motamba ne vat Ndiani anoti nyo panyaya dze smart Pa smart muri smart nyangwe napamunyati Munobuda bho makapfeka rokwe ramadodzi Mai mwana ringa kuno ndimbokutsvoda kabodzi Ini newe tisu tega vanhu vangatonzi Vakafitana zvaizvezvi pakuda ka pozi Saka famba Mira Cheuka Nyemwerera Aiwa iwe uringirozi saka chikumbiro changu usazondipira gotsi Kana anokubata ndinopara ngozi Rega ndikutipe hapana chitsotsi Handingamuregerere Kana anokubata ndingapara ngozi Rega ndikutipe hapana chitsotsi Handingamuregerere Munobuda bho makapfeka rokwe ramadodzi Mai mwana ringa kuno ndimbokutsvoda kabodzi Ini newe tisu tega vanhu vangatonzi Vakafitana zvaizvezvi pakuda ka pozi Saka famba Mira Cheuka Nyemwerera Aiwa iwe uringirozi saka chikumbiro changu usazondipira gotsi Mai mwana takavimbisana kuti Tichagara tese Kusatoti rufu rwauya hapana chichatiparadza Tese mukusuwa nyangwe mukufara Tese mukusimba nemukurwara Tese muhurombo nemukupfuma Tese tese tese tese tichagara Chindiregai ndirere Kana dzirihope musandipeputse Dzimwe nguva ndikakutarisa ka Ndinoona mai vangu paumire Ndikakuyevawo ndinoona vari vangu paumire Maimwana ko kuzoti pasmart Murivakuru vekubata bhavhu motamba ne vat Ndiani anoti nyo panyaya dze smart Pa smart muri smart nyangwe napamunyati Munobuda bho makapfeka rokwe ramadodzi Mai mwana ringa kuno ndimbokutsvoda kabodzi Ini newe tisu tega vanhu vangatonzi Vakafitana zvaizvezvi pakuda ka pozi Saka famba Mira Cheuka Nyemwerera Aiwa iwe uringirozi saka chikumbiro changu usazondipira gotsi Kana anokubata ndinopara ngozi Rega ndikutipe hapana chitsotsi Handingamuregerere Kana anokubata ndingapara ngozi Rega ndikutipe hapana chitsotsi Handingamuregerere Munobuda bho makapfeka rokwe ramadodzi Mai mwana ringa kuno ndimbokutsvoda kabodzi Ini newe tisu tega vanhu vangatonzi Vakafitana zvaizvezvi pakuda ka pozi Saka famba Mira Cheuka Nyemwerera Aiwa iwe uringirozi saka chikumbiro changu usazondipira gotsi All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed or transmitted in any form or by any means. CONNECT WITH KILAMANI : ► https://www.facebook.com/Kilamanimusic ►https://www.instagram.com/kilamani_mu... ►https://twitter.com/Kilamani_Music ►www.kilamanimusic.com ►https://audiomack.com/kilamani-music ►https://soundcloud.com/kilamani-music
Похожие видео
Показать еще